Online Bible

- Reklamy -




Isaya 65:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Tarirai, ndichasika matenga matsva nenyika itsva. Zvinhu zvakare hazvichazorangarirwi, kana kuuya mundangariro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti tarirai, ndinosika ɗeŋga idɀa nenyika itȿa; ɀinhu ɀakare haɀiŋgaraŋgarirwi, kana kufuŋgwa mumŋoyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Nokuti tarirai, ndinosika denga idzva nenyika itsva; zvinhu zvakare hazvingarangarirwi, kana kufungwa nomwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Chionai kuti ndava kusika denga idzva nenyika itsva. Zvinhu zvakare zviya hazvichazoyeukwa kana kuuya hazvo mumusoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Chionai kuti ndava kusika denga idzva nenyika itsva. Zvinhu zvakare zviya hazvichazoyeukwa kana kuuya hazvo mumusoro.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 65:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy