Online Bible

- Reklamy -

Isaya 65:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ani naani achati nyika iropafadzwe achazviita naMwari wechokwadi; ani naani achaita mhiko munyika achapika naMwari wechokwadi. Nokuti matambudziko akare achakanganwikwa, uye achavanzirwa meso angu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 kuti aninani unoɀiti ndakaropafadzwa panyika, ucati ndakaropafadzwa naMŋari waɀokwaɗi; nokuti maɗambudziko okutaŋga akakaŋganikwa, nokuti aʋanzirwa meso aŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 kuti ani naani anozviti ndakaropafadzwa panyika, achati ndakaropafadzwa naMwari wachokwadi; nokuti madambudziko okutanga akakanganikwa, nokuti avanzirwa meso angu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvinenge zvava panyika ndezvokuti, munhu anenge ava kuda chikomborero, achakumbira kukomborerwa naMwari wechokwadi, neanenge oda kupika mhiko pasi pano achazopika naMwari wechokwadi. Ndinodaro nokuti nhamo dziye dzakare dzichange dzakanganwika dzisisimo mumaziso angu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Isaya 65:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy