Isaya 63:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichataura nezvounyoro hwaJehovha, iwo mabasa aanofanira kukudzwa nawo, nokuda kwezvose zvatakaitirwa naJehovha, hongu, izvo zvinhu zvizhinji zvaakaitira imba yaIsraeri, nokuda kwetsitsi dzake uye nengoni dzake zhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicarumbidza ʋunyoro bgaJehova namaɓasa aJehova anofanira kurumbidzwa, nokuɗa kweɀose ɀatakaitirwa naJehova neɀakanaka ɀizhinji kuimba yaIsraeri, ɀaakaʋaitira nokuɗa kwenyasha dzake, ʋuye nokuɗa kwoʋunyoro bgake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ndicharumbidza hunyoro hwaJehovha namabasa aJehovha anofanira kurumbidzwa, nokuda kwezvose zvatakaitirwa naJehovha nezvakanaka zvizhinji kuimba yaIsiraeri, zvaakavaitira nokuda kwenyasha dzake, uye nokuda kwohunyoro hwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichadetemba kurumbidza mwoyochena waTenzi, mukurumbira waTenzi nokuona zvose zvatawaniswa naTenzi nezvose zvakanakisisa kwazvo zvaakaitira vemba yaIsiraeri zvaakadai kuvapa netsitsi dzake nomwoyochena wake wakanyanya kukura kudai, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichadetemba kurumbidza mwoyochena waTenzi, mukurumbira waTenzi nokuona zvose zvatawaniswa naTenzi nezvose zvakanakisisa kwazvo zvaakaitira vemba yaIsiraeri zvaakadai kuvapa netsitsi dzake nomwoyochena wake wakanyanya kukura kudai, Viz kapitola |