Online Bible

- Reklamy -




Isaya 63:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ndakatsika-tsika ndudzi mukutsamwa kwangu; muhasha dzangu ndakaita kuti vadhakwe uye ndakadurura ropa ravo pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ndikatsika‐tsika marudzi aʋanhu pakutsamŋa kwaŋgu, ndikaʋapeŋgesa neɗoro rokutsamŋa kwaŋgu, ndikaɗurura ropa roʋupenyu bgaʋo pasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ndikatsika-tsika marudzi avanhu pakutsamwa kwangu, ndikavapengesa nedoro rokutsamwa kwangu, ndikadurura ropa rohupenyu hwavo pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nehasha dzangu ndakatsokodzera vanhu, ndudzi dzavanhu dzikaita sedzadhakwa ndikadeurira pasi ropa ravo rinovararamisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nehasha dzangu ndakatsokodzera vanhu, ndudzi dzavanhu dzikaita sedzadhakwa ndikadeurira pasi ropa ravo rinovararamisa.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 63:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy