Isaya 63:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Ndakatsika chisviniro chewaini ndoga; kubva kundudzi dzose hapana akanga aneni. Ndakavatsika-tsika mukutsamwa kwangu uye ndakavapwanyira pasi muhasha dzangu; ropa ravo rikatsatikira panguo dzangu, ndikasvibisa nguo dzangu dzose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ini ndakatsika ciȿiniro cewaini ndoga; kwakaŋga kusinomunhu wamarudzi aʋanhu waiʋa neni; ɀirokwaɀo, ndakaʋatsika pakutsamŋa kwaŋgu, ndakaʋapxanya pahasha dzaŋgu; ropa roʋupenyu bgaʋo rikatsatikira paŋguʋo dzaŋgu, ndikaȿiɓisa ɀokufuka ɀaŋgu ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Ini ndakatsika chisviniro chewaini ndoga; kwakanga kusina munhu wamarudzi avanhu aiva neni; zvirokwazvo, ndakavatsika pakutsamwa kwangu, ndakavapwanya pahasha dzangu; ropa ravo rikatsatikira panguo dzangu, ndikasvibisa zvokufuka zvangu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndasvina ndoga waini muchisviniro, pasina mumwe wavanhu aiva neni. Ndakavatsika-tsika ini nehasha ndichivatsokodzera ndakashatirwa; ropa ravo rinovararamisa rakadeukira pahanzu dzangu, ndokusaka mbatya dzangu dzose dzatsvuka ropa kudai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndasvina ndoga waini muchisviniro, pasina mumwe wavanhu aiva neni. Ndakavatsika-tsika ini nehasha ndichivatsokodzera ndakashatirwa; ropa ravo rinovararamisa rakadeukira pahanzu dzangu, ndokusaka mbatya dzangu dzose dzatsvuka ropa kudai. Viz kapitola |