Isaya 63:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi muri Baba vedu, kunyange Abhurahama asingatizivi kana naIsraeri asingatiziviwo; imi, Jehovha, ndimi Baba vedu, Mudzikinuri wedu kubva kare ndiro zita renyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti muri Ƃaɓa ʋeɗu, kunyaŋge Abrahama asiŋgatiziʋi, naIsraeri asiŋgatiziʋururi; imi Jehova muri Ƃaɓa ʋeɗu; Mudzikinuri weɗu kubva kare nakare, ndiro zita renyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti muri baba vedu, kunyange Abhurahamu asingatizivi, naIsiraeri asingatiziururi; imi Jehovha muri baba vedu; Mudzikinuri wedu kubva kare nakare, ndiro zita renyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Inga ndimi baba wedu wani kunyange Abhurahamu asingatizivi uye kunyange zvazvo Isiraeri, asingatitore sevana vake, imi Tenzi ndimi Baba vedu, Mununuri wedu, kubvira kare nakare, iroro ndiro zita renyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Inga ndimi baba wedu wani kunyange Abhurahamu asingatizivi uye kunyange zvazvo Isiraeri, asingatitore sevana vake, imi Tenzi ndimi Baba vedu, Mununuri wedu, kubvira kare nakare, iroro ndiro zita renyu. Viz kapitola |