Online Bible

- Reklamy -




Isaya 62:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Havachazokutizve Musiyiwa, kana kutumidza nyika yako kuti Dongo. Asi uchatumidzwa kuti Hefizibha uye nyika yako ichanzi Bhiyura; nokuti Jehovha achakufarira, uye nyika yako icharoorwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Haucazonzi, Musiyiwa; nenyika yako haicazonzi Ƌoŋgo; asi iwe ucatumidzwa zita rinonzi Hefziba, nenyika yako Beura; nokuti Jehova unokufarira, nenyika yako icawanikwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Hauchazonzi, “Musiyiwa;” nenyika yako haichazonzi dongo; asi iwe uchatumidzwa zita rinonzi “Hefizibha,” nenyika yako Bheura; nokuti Jehovha anokufarira, nenyika yako ichawanikwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Iwe hauchazonzi, “Murambwi,” nyika yako haichazonzi, “Dongo.” Asi uchatonzi, “Wangu wapamwoyo,” nyika yako ichinzi, “Muroora,” nokuti Tenzi anofadzwa newe, nyika yenyu icharoorwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Iwe hauchazonzi, “Murambwi,” nyika yako haichazonzi, “Dongo.” Asi uchatonzi, “Wangu wapamwoyo,” nyika yako ichinzi, “Muroora,” nokuti Tenzi anofadzwa newe, nyika yenyu icharoorwa

Viz kapitola kopírovat




Isaya 62:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy