Online Bible

- Reklamy -




Isaya 62:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ndudzi dzichaona kururama kwako, uye madzimambo ose achaona kubwinya kwako; iwe uchadaidzwa nezita idzva richataurwa nomuromo waJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Marudzi aʋanhu acaʋona kururama kwako, namadzimambo ose kurumbidzwa kwako; ucatumidzwa zita idɀa, ricarebga nomuromo waJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Marudzi avanhu achaona kururama kwako, namadzimambo ose kurumbidzwa kwako; uchatumidzwa zita idzva, richarehwa nomuromo waJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Marudzi avanhu achaona kupembedzwa kwako, madzimambo ose achaonawo mbiri yako. Iwe uchadaidzwa nezita idzva rauchatumidzwa naTenzi nomuromo wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Marudzi avanhu achaona kupembedzwa kwako, madzimambo ose achaonawo mbiri yako. Iwe uchadaidzwa nezita idzva rauchatumidzwa naTenzi nomuromo wake.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 62:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy