Isaya 60:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo uchatarisa ugopenya, mwoyo wako uchakwata uye uchazara nomufaro; upfumi huri pamusoro pamakungwa huchauyiswa kwauri, pfuma yendudzi ichauya kwauri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo ucaɀiʋona ukapenya nomufaro, mŋoyo wako ucaɗeɗera nokufariswa; nokuti ɀakawanda ɀeguŋgwa ɀicaiswa kwauri, fuma yamarudzi aʋanhu icaʋuya kwauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo uchazviona ukapenya nomufaro, mwoyo wako uchadedera nokufariswa; nokuti zvakawanda zvegungwa zvichaiswa kwauri, pfuma yamarudzi avanhu ichauya kwauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo uchazviona ugomwekuma kufara, mwoyo usingagoni nokufara nokuti upfumi hwose hwegungwa hunenge hwonanga kwauri upfumi hwevechirudzi huchauya kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo uchazviona ugomwekuma kufara, mwoyo usingagoni nokufara nokuti upfumi hwose hwegungwa hunenge hwonanga kwauri upfumi hwevechirudzi huchauya kwamuri. Viz kapitola |