Online Bible

- Reklamy -




Isaya 60:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “Simudza meso ako utarise zvakakukomberedza: vose vanoungana uye vanouya kwauri, vanakomana vako vanobva kure, uye vanasikana vako vanotakurwa pamaoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Riŋgira kwose‐kwose nameso ako, uʋone: ʋose ʋanoʋuŋgana pamŋe cete, ʋaciʋuya kwauri; ʋanakomana ʋako ʋacaʋuya ʋacibva kure, ʋakunda ʋako ʋacaɓerekwa pahudyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ringira kwose-kwose nameso ako, uone, vose vanoungana pamwechete, vachiuya kwauri; vanakomana vako vachauya vachibva kure, vakunda vako vachaberekwa pahudyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Simudzai musoro mutarise uku nokuku muone, vose vari kuunganidzana vari kuuya kwauri, vanakomana vako vari kuuya vachibva kure, vanasikana vako vakaita zvokutakurwa mumaoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Simudzai musoro mutarise uku nokuku muone, vose vari kuunganidzana vari kuuya kwauri, vanakomana vako vari kuuya vachibva kure, vanasikana vako vakaita zvokutakurwa mumaoko.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 60:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy