Online Bible

- Reklamy -




Isaya 60:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Zuva harichazovi chiedza chako masikati, uye kupenya kwomwedzi hakungavi pamusoro pako, nokuti Jehovha ndiye achava chiedza chako chisingaperi, uye Mwari wako achava kubwinya kwako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Zuʋa haricazoʋi ciedza cako masikati, mŋedzi hauŋgazokuvenekeri nokupenya kwawo; asi Jehova ucaʋa kwauri ciedza cisiŋgaperi, naMŋari wako kunaka kwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zuva harichazovi chiedza chako masikati, mwedzi haungazokuvhenekeri nokupenya kwawo; asi Jehovha achava kwauri chiedza chisingaperi, naMwari wako kunaka kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Chichakuvhenekera masikati harisi zuva nechichakuvhenekera usiku unenge usisiri mwedzi, asi kuti ini Tenzi ndini ndichava chiedza chako narini wose. Ini Mwari wako ndini ndichava mbiri yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Chichakuvhenekera masikati harisi zuva nechichakuvhenekera usiku unenge usisiri mwedzi, asi kuti ini Tenzi ndini ndichava chiedza chako narini wose. Ini Mwari wako ndini ndichava mbiri yako.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 60:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy