Isaya 60:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Kubwinya kweRebhanoni kuchauya kwauri, mipaini nemifiri nemisipuresi pamwe chete, kuzoshongedza nzvimbo yetemberi yangu tsvene; uye ndichabwinyisa nzvimbo yetsoka dzangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀinobginya ɀeRebanoni ɀicaʋuya kwauri, misipresi, nemipaini nemifiri pamŋe cete, kuti ndishoŋgedze nɀimbo yeimba yaŋgu tȿene; ʋuye ndicabginyisa nɀimbo yetsoka dzaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvinobwinya zveRebhanoni zvichauya kwauri, misaipuresi, nemipaini nemifiri pamwechete, kuti ndishongedze nzvimbo yeimba yangu tsvene; uye ndichabwinyisa nzvimbo yetsoka dzangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mbiri yacho yeRebhanoni inoti: misaipurasi nemipureni nemipaini iyoyo, ichauya kwauri kuzoshongedza pamana pangu paNzvimbo yangu Inoera ndichiita kuti mandinotsika ini netsoka dzangu mukurumbire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mbiri yacho yeRebhanoni inoti: misaipurasi nemipureni nemipaini iyoyo, ichauya kwauri kuzoshongedza pamana pangu paNzvimbo yangu Inoera ndichiita kuti mandinotsika ini netsoka dzangu mukurumbire. Viz kapitola |