Online Bible

- Reklamy -

Isaya 6:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Iye akati, “Enda undoudza vanhu ava uti, “ ‘Munogara muchinzwa, asi hamumbonzwisisi; munogara muchiona, asi hamuonesesi.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Iye akati: Enda, unondoʋudza ʋanhu aʋa, uti: Rambai henyu mucinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muciʋona, asi musaʋonesesa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Iye akati, “Enda, unondoudza vanhu ava, uti, ‘Rambai henyu muchinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muchiona, asi musaonesesa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ivo ndokuti, “Enda utaurire vanhu ava kuti, ‘Zvokuteereresa, regaika zvenyu kuteerera, handiti mungadaro mukazonzwisisa; kana zvokunyatsotarisisa, regaika zvenyu kutarisa handiti mungadaro mukazoona here.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ivo ndokuti, “Enda utaurire vanhu ava kuti, ‘Zvokuteereresa, regaika zvenyu kuteerera, handiti mungadaro mukazonzwisisa; kana zvokunyatsotarisisa, regaika zvenyu kutarisa handiti mungadaro mukazoona here.’

Viz kapitola kopírovat

Isaya 6:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy