Online Bible

- Reklamy -

Isaya 59:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Naizvozvo kururamisira kuri kure nesu, uye kururama hakusviki kwatiri. Tinotsvaka chiedza, asi zvose irima; tinotsvaka kujeka, asi tiri kufamba mumumvuri werima.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Naiɀoɀo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakuȿikiri kwatiri; tinotȿaka ciedza, asi, tarirai, rima ɓedzi; tinotȿaka kubginya, asi tinofamba pakaȿiɓa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Naizvozvo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakusvikiri kwatiri; tinotsvaka chiedza, asi, tarirai, rima bedzi; tinotsvaka kubwinya, asi tinofamba pakasviba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Heya ndokusaka ruenzaniso rwava kure kwazvo nesu kudai ururami uhu hatichambohunhuhwa. Patinotarisira kuwana mwenje tinongowana hero rima, pototi tiwanewo chiedza ndopatava kufamba muzarima.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Heya ndokusaka ruenzaniso rwava kure kwazvo nesu kudai ururami uhu hatichambohunhuhwa. Patinotarisira kuwana mwenje tinongowana hero rima, pototi tiwanewo chiedza ndopatava kufamba muzarima.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 59:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy