Isaya 59:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nzira yorugare havaizivi; hapana kururamisira pamakwara avo. Vakashandura nzira dzavo dzikava dzakaminama; hakuna anofamba madziri achaziva rugare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nzira yorugare haʋaiziʋi; hakunokururama pakufamba kwaʋo; ʋakaɀiitira nzira dzakaminama, aninani unofamba nadzo haaziʋi rugare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nzira yorugare havaizivi; hakuna kururama pakufamba kwavo; vakazviitira nzira dzakaminama, ani naani anofamba nadzo haazivi rugare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Chinonzi rugare havachizive, maitiro avo haana ruenzaniso, mafambiro avo akakombama, anodimura nemariri rugare haamborunhuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Chinonzi rugare havachizive, maitiro avo haana ruenzaniso, mafambiro avo akakombama, anodimura nemariri rugare haamborunhuwa. Viz kapitola |