Isaya 59:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Matandira avo haabatsiri pakupfeka; havagoni kuzvifukidza nezvavanogadzira. Mabasa avo mabasa akaipa, uye kuita nechisimba kuri mumaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Matandira aʋo haaŋgaiti ŋguʋo, haʋaŋgafuki ɀaʋakaita; maɓasa aʋo maɓasa eɀakaipa, kuita nesimba ndiɀo ɀiri pamaʋoko aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Matandira avo haangaiti nguo, havangafuki zvavakaita; mabasa avo mabasa ezvakaipa, kuita nesimba ndizvo zviri pamaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Madandadzi avo iwayo haangamboshandiswa sembatya, vanhu havangambopfeka zvinenge zvarukwa nawo. Twavanobata ivo tunhu twouipi chete, mabasa avanobata namaoko avo ndeoutsinye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Madandadzi avo iwayo haangamboshandiswa sembatya, vanhu havangambopfeka zvinenge zvarukwa nawo. Twavanobata ivo tunhu twouipi chete, mabasa avanobata namaoko avo ndeoutsinye. Viz kapitola |