Isaya 59:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vanochochonya mazai emvumbi, uye vanoruka dandira redandemutande. Ani naani anodya mazai avo achafa, uye rimwe rikaputsika, panochochonywa nyoka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋanococonya mazai emvumbi, ʋanoruka ɗandira reɓuʋe; unodya mazai aʋo ucafa, kana ricipxanyika rinoɓuɗisa nyoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vanochochonya mazai emvumbi, vanoruka dandira rebuwe; anodya mazai avo achafa, kana richipwanyika rinobudisa nyoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanochechenya mazai echiva, vanoruka dandadzi, anodya mazai azvo, anofa, rinenge rangochochonywa chete, munobva mabuda mvumbi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vanochechenya mazai echiva, vanoruka dandadzi, anodya mazai azvo, anofa, rinenge rangochochonywa chete, munobva mabuda mvumbi. Viz kapitola |