Online Bible

- Reklamy -




Isaya 59:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu; zvivi zvenyu zvakavanza chiso chake kwamuri kuti arege kunzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 asi ɀakaipa ɀenyu ɀakakuparadzanisai naMŋari wenyu, ɀiʋi ɀenyu ɀakakuʋanzirai ciso cake, kuti arege kunzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 asi zvakaipa zvenyu zvakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvakakuvanzirai chiso chake, kuti arege kunzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Asi kutoti uipi hwenyu ndihwo hwakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvikavanza uso hwake kwamuri zvokuti haachambokunzwai,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Asi kutoti uipi hwenyu ndihwo hwakakuparadzanisai naMwari wenyu, zvivi zvenyu zvikavanza uso hwake kwamuri zvokuti haachambokunzwai,

Viz kapitola kopírovat




Isaya 59:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy