Online Bible

- Reklamy -




Isaya 59:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Kubva kumavirira, vanhu vachatya Jehovha, uye kubva pakubuda kwezuva, vachakudza kubwinya kwake. Nokuti achauya sokudira kworwizi runosundwa nokufema kwaJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Naiɀoɀo ʋacatya zita raJehova kubva kumaʋirazuʋa, noʋumambo bgake kubva kumabvazuʋa; nokuti ucaʋuya sorwizi runoɗira, runotinhwa nomŋeya waJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Naizvozvo vachatya zita raJehovha kubva kumavirazuva, noumambo hwake kubva kumabvazuva; nokuti achauya sorwizi runodira, runotinhwa nomweya waJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Naizvozvo vachatya zita raMwari kubva kumadokero, iyo mbiri yaMwari kubva kumabvazuva nokuti achauya sakakova kazere kanenge kachitututswa nemhepo yaTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Naizvozvo vachatya zita raMwari kubva kumadokero, iyo mbiri yaMwari kubva kumabvazuva nokuti achauya sakakova kazere kanenge kachitututswa nemhepo yaTenzi.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 59:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy