Isaya 59:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 kumukira nokunyengera Jehovha, kufuratira Mwari wedu, kukuchidzira udzvinyiriri nokupanduka, nokutaura mashoko enhema anobva mumwoyo yedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kuɗarikira Jehova nokumuramba, nokutsauka tisiŋgateʋeri Mŋari weɗu, kutaura mashoko okumanikidza nokumukira, kufuŋga nokutaura mashoko enhema anobva pamŋoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kudarikira Jehovha nokumuramba, nokutsauka tisingateveri Mwari wedu, kutaura mashoko okumanikidza nokumukira, kufunga nokutaura mashoko enhema anobva pamwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndedzidzi dzinoti: kukukanganisirai, nokukurambai imi Tenzi, nokukupai gotsi kwatinoita tichifuratirai imi Mwari wedu nenyaya dzoutsinye kudyara mhodzi youmhandupandu, mumwoyo'mu, dziri nyaya dzemakuhwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndedzidzi dzinoti: kukukanganisirai, nokukurambai imi Tenzi, nokukupai gotsi kwatinoita tichifuratirai imi Mwari wedu nenyaya dzoutsinye kudyara mhodzi youmhandupandu, mumwoyo'mu, dziri nyaya dzemakuhwa. Viz kapitola |