Isaya 59:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Sebofu tinotsvanzvadzira tichitevedza madziro, tichitsvaka nzira yedu savanhu vasina meso. Panguva yamasikati tinogumburwa kunge nguva yorubvunzavaeni; pakati pavane simba, tangoita savakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Tinotȿaŋgadzira pamadziro samapofu; ɀirokwaɀo tinotȿaŋgadzira saʋasinameso; tinogumburwa masikati seɀatinoita kana kwoȿiɓa; pakati paʋapenyu takafanana naʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Tinotsvangadzira pamadziro samapofu; zvirokwazvo tinotsvangadzira savasina meso; tinogumburwa masikati sezvatinoita kana kwosviba; pakati pavapenyu takafanana navakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Tinotsvanzvadzira madziro samapofu tichiputaira savanhu vasina maziso. Tinodzadzarika masikati machena sokunge manheru, pakati pavanhu chaivo vakasvika, isu tinenge zvitunha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Tinotsvanzvadzira madziro samapofu tichiputaira savanhu vasina maziso. Tinodzadzarika masikati machena sokunge manheru, pakati pavanhu chaivo vakasvika, isu tinenge zvitunha. Viz kapitola |