Online Bible

- Reklamy -




Isaya 5:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mune nhamo imi munowedzera dzimba nedzimba uye munobatanidza munda nomunda, kusvikira pasisina nzvimbo yasara, mugogara moga munyika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋanenhamo ʋanowedzera dzimba nedzimba, ʋanoɓatanidza minda neminda, kuȿikira pasisinenɀimbo, kuȿikira imi mogara muri moga panyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vane nhamo vanowedzera dzimba nedzimba, vanobatanidza minda neminda, kusvikira pasina nzvimbo, kusvikira imi mogara muri moga panyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvichakuwanai imi, munokumba dzimba nedzimba nokuzviwanira munda nomunda kudzamara pasisina kana nzvimbo muchiita kuti mugare mangova zindoga pakati penyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zvichakuwanai imi, munokumba dzimba nedzimba nokuzviwanira munda nomunda kudzamara pasisina kana nzvimbo muchiita kuti mugare mangova zindoga pakati penyika.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 5:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy