Online Bible

- Reklamy -

Isaya 5:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Munda womuzambiringa waJehovha Wamasimba Ose ndiwo imba yaIsraeri, uye varume veJudha ndivo bindu rake rinomufadza. Zvino akatarisira kururamisira asi akaona kuteuka kweropa; akatsvaka kururuma, asi akanzwa kuchema kwokutambudzika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuti munda wemizambiriŋga waJehova wehondo ndiyo imba yaIsraeri, ʋarume ʋaJuda muti wake unomufadza; ɀino wakatȿaka kwaʋari kururamisira, asi tarira, wakawana kumanikidza, wakatȿaka kururama, asi tarira, wakawana kucema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nokuti munda wemidzambiringa waJehovha wehondo ndiyo imba yaIsiraeri, varume vaJudha muti wake unomufadza; zvino akatsvaka kwavari kururamisira, asi tarira, akawana kumanikidza, akatsvaka kururama, asi tarira, akawana kuchema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvino ipapa apa munda wacho wamagirepisi waTenzi wehondo nehondo, ndiyo imba yaIsiraeri. Vanhu ivava vomunyika maJudha, ndivo vacho vaakanyatsosima akatarisira ruenzaniso asi wanei potodeurwa ropa zvapo achitarisirawo kururama asi inzwei mhere!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Isaya 5:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy