Isaya 5:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichauita nzvimbo yamarara, hauzochekererwi kana kusakurirwa, uye minzwa norukato zvichakuramo. Ndicharayira makore kuti arege kunayisa mvura pamusoro pawo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ndicauparadza; hauŋgaraŋgurwi, kana kurimŋa; asi ucamera minzwa norukato; ndicaraira makore, kuti arege kunisa mvura pamsoro pawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 ndichauparadza; haungawanhurwi, kana kurimwa; asi uchamera minzwa norukato; ndicharayira makore, kuti arege kunayisa mvura pamusoro pawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndichauita kuti usare rangova zita chete kuti munda. Handichaupemhena kana kuutimbira Minzwa norukato ndozvichakura zvazvo imomo Ndichaudzawo makore kuti arege kunayisa mvura pauri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndichauita kuti usare rangova zita chete kuti munda. Handichaupemhena kana kuutimbira Minzwa norukato ndozvichakura zvazvo imomo Ndichaudzawo makore kuti arege kunayisa mvura pauri.” Viz kapitola |