Online Bible

- Reklamy -




Isaya 5:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Kuomba kwavo kwakaita sokweshumba, vanoomba kufanana neshumba diki; vanodzvova pavanobata mhuka yavo vagoitakura pasina kana angairwira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 kuʋomba kwaʋo kucaita sokwehadzi yeshumba, ʋacaʋomba saʋana ʋeshumba; ɀirokwaɀo ʋacaʋomba, ʋacaɓata mhuka yaʋo, ndokuenda nayo, hapanauŋgairwira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 kuomba kwavo kuchaita sokwehadzi yeshumba, vachavonga savana veshumba; zvirokwazvo vachaomba, vachabata mhuka yavo, ndokuenda nayo, hapana angairwira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Kudzvova kwavo, shumba chaidzo vanodzvova sevana veshumba dzinohon'a dzigobata nyama yadzo dzinoiti piku kutakura kuenda pasina anogona kununura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Kudzvova kwavo, shumba chaidzo vanodzvova sevana veshumba dzinohon'a dzigobata nyama yadzo dzinoiti piku kutakura kuenda pasina anogona kununura.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 5:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy