Isaya 5:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Hapana kana mumwe wavo anoneta kana kugumburwa, hapana kana mumwe wavo achakotsira kana kuvata; hapana kana bhanhire richasunungurwa pachiuno, hapana kana rukanda rweshangu ruchadambuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Hapana‐ucaneta kana kugumburwa pakati paʋo; hakunaucakotsira kana kuʋata; banhire reɀiʋuno ɀaʋo hariŋgasunuŋgurwi, rukanda rweshaŋgu dzaʋo haruŋgaɗambuki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Hapana achaneta kana kugumburwa pakati pavo; hakuna achakotsira kana kuvata; bhanhire rezviuno zvavo haringasunungurwi, rukanda rweshangu dzavo harungadambuki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka. Viz kapitola |