Online Bible

- Reklamy -




Isaya 5:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Vane nhamo avo vanova mhare pakunwa waini, uye shasha pakuvhenganisa zvokunwa zvinodhaka,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ʋanenhamo ʋakaita mhare pakunwa waini, naʋarume ʋanesimba pakuveŋganisa ɀinoɓata;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Vane nhamo vakaita mhare pakunwa waini, navarume vane simba pakuvhenganisa zvinobata;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvichakuwanai imi shasha dzokunwa waini imi zviradza zvokudiranisa mhando nemhando dzehwahwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvichakuwanai imi shasha dzokunwa waini imi zviradza zvokudiranisa mhando nemhando dzehwahwa.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 5:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy