Isaya 5:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi Jehovha Wamasimba Ose achakudzwa, nokuda kwokururamisira kwake, uye Mwari, mutsvene achazviratidza pachake kuti mutsvene, mukururama kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi Jehova wehondo ucakudzwa pakutoŋga kwakarurama, naMŋari iye Mutȿene ucaʋonekwa ari mutȿene nokururama kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi Jehovha wehondo achakudzwa pakutonga kwakarurama, naMwari iye Mutsvene achaonekwa ari mutsvene nokururama kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Tenzi wehondo nehondo acharumbidzwa nokutonga kwaanoita iye Mwari Anoera acharatidza kuera kwake nokuda kwoururami. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi Tenzi wehondo nehondo acharumbidzwa nokutonga kwaanoita iye Mwari Anoera acharatidza kuera kwake nokuda kwoururami. Viz kapitola |