Online Bible

- Reklamy -




Isaya 5:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Naizvozvo munhuwo zvake achadzikiswa, marudzi avanhu achaninipiswa, nameso avanozvikudza achaninipiswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ʋanhu ʋaɗuku ʋakakotamiswa, naʋakuru ʋakaninipiswa, nameso aʋanoɀikudza akaninipiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vanhu vachadukupiswa vanhu vachaninipiswa navanhuwo vane mutarisiro wokuzvidza, vachaderedzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vanhu vachadukupiswa vanhu vachaninipiswa navanhuwo vane mutarisiro wokuzvidza, vachaderedzwa.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 5:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy