Online Bible

- Reklamy -




Isaya 5:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Naizvozvo vanhu vangu vachapinda muutapwa, nokuda kwokushayiwa zivo; vanokudzwa vavo vachafa nenzara, uye vazhinji vavo vachafa nenyota.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Saka ʋanhu ʋaŋgu ʋakatapxa nokushaiwa ziʋo; ʋakakudzwa pakati paʋo ʋanoziya nenzara, ʋazhinji ʋaʋo ʋanofa nenyota.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Saka vanhu vangu vakatapwa nokushayiwa zivo; vakakudzwa pakati pavo vanoziya nenzara, vazhinji vavo vanofa nenyota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Saka vanhu vangu vachatapwa pamusana pokushaya kunzwisisa ikoko, vanhu vavo vanoremekedzwa vacho vachifa nenzara, voruzhinji vachinzwiswa nenyota.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Saka vanhu vangu vachatapwa pamusana pokushaya kunzwisisa ikoko, vanhu vavo vanoremekedzwa vacho vachifa nenzara, voruzhinji vachinzwiswa nenyota.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 5:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy