Online Bible

- Reklamy -

Isaya 5:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Maeka gumi omunda wemizambiringa achabereka bhati rimwe chete rewaini, uye homeri rembeu richabereka efa imwe chete rezviyo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti maekere anegumi emizambiriŋga acaɓereka bati rimŋe cete, nehomeri rembeu ricaɓereka efa imŋe cete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti maeka ane gumi emidzambiringa achabereka bati rimwechete, nehomeri rembeu richabereka efa imwechete.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Munda wamagirepisi unoita gumi remahekita kukura uchange woita marita masere ewaini. Pamabhagidhi mapfumbamwe embeu dzekoroni pachakohwewa koroni inenge yoda kuzara bhagidhi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Munda wamagirepisi unoita gumi remahekita kukura uchange woita marita masere ewaini. Pamabhagidhi mapfumbamwe embeu dzekoroni pachakohwewa koroni inenge yoda kuzara bhagidhi.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 5:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy