Isaya 4:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Chichava chifukidzo nomumvuri kubva pakupisa kwezuva, noutiziro, nenzvimbo yokuvanda kubva padutu nemvura inonaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kucaʋa’po netente, ricaʋa mumvuri masikati kana zuʋa ricipisa, noʋutiziro neciʋando kana paneɗutu nemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kuchavapo netende, richava mumvuri masikati kana zuva richipisa, noutiziro nechivando kana pane dutu nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Uchange uri mumvuri masikati wokudzivirira kupisa nediziro nepokuhwanda mvura yokunaya ine dutu remhepo nemheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Uchange uri mumvuri masikati wokudzivirira kupisa nediziro nepokuhwanda mvura yokunaya ine dutu remhepo nemheni. Viz kapitola |