Online Bible

- Reklamy -




Isaya 30:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ava ndivo vanhu vakapanduka, vana vokunyengera, vana vasingadi kunzwa kurayira kwaJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti aʋa rudzi runondimukira, ʋana ʋanenhema, ʋana ʋasiŋgaɗi kunzwa murairo waJehova;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti ava rudzi runondimukira, vana vane nhema, vana vasingadi kunzwa murayiro waJehovha;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 30:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy