Isaya 30:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Jehovha achaita kuti vanhu vanzwe inzwi rake roumambo, uye achaita kuti vaone ruoko rwake ruchiburuka pasi, nehasha zhinji nomoto wokuparadza, nokuputika kwamakore, kunaya kwemvura zhinji nechimvuramabwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Jehova ucanzwisa inzwi rake roʋumambo, ucaratidza kuɓuruka kworuʋoko rwake, nokutsamŋa kwake kukuru, nomuraɀo womŋoto unopedza ɀose, necampupuri, nokunaya kukuru kwemvura, necimvuramabge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Jehovha achanzwisa izwi rake roumambo, acharatidza kuburuka kworuoko rwake, nokutsamwa kwake kukuru, nomurazvo womoto unopedza zvose, nechamupupuri, nokunaya kukuru kwemvura, nechimvuramabwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Tenzi achaita kuti vanhu vanzwe izwi rake roukuru achaitawo kuti shamhu yoruoko rwake ionekwe inenge yatozomoka kuzorova nehasha dzinotyisa nerimi romoto unororomesa uine gore raita zvokuwodzvoka kunaya nedutu nemhepo huru ine simba rechimvuramabwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Tenzi achaita kuti vanhu vanzwe izwi rake roukuru achaitawo kuti shamhu yoruoko rwake ionekwe inenge yatozomoka kuzorova nehasha dzinotyisa nerimi romoto unororomesa uine gore raita zvokuwodzvoka kunaya nedutu nemhepo huru ine simba rechimvuramabwe. Viz kapitola |