Isaya 30:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Haiwa imi vanhu veZioni, vanogara muJerusarema, hamuchazochemizve. Achava nenyasha sei pamunochemera rubatsiro! Achingozvinzwa, achakupindurai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nokuti ʋanhu ʋacagara paZioni paJerusarema; hamuŋgazocemi, ɀirokwaɀo ucakunzwirai tsitsi, kana acinzwa kucema kwenyu; kana acinzwa, ucakupindurai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nokuti vanhu vachagara paZioni paJerusaremu; hamungazochemi, zvirokwazvo achakunzwirai tsitsi, kana achinzwa kuchema kwenyu; kana achinzwa, achakupindurai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hongu, imi vanhu veZioni munogara muJerusaremu hamuchazombochemazve. Achanyatsokuitirai nyasha paanonzwa kuchema kwenyu, paanongokunzwai achakupindurai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Hongu, imi vanhu veZioni munogara muJerusaremu hamuchazombochemazve. Achanyatsokuitirai nyasha paanonzwa kuchema kwenyu, paanongokunzwai achakupindurai. Viz kapitola |