Isaya 29:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vakarasika pamweya vachawana njere; vanonyunyuta vachagamuchira kurayirwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakarashika pamŋeya ʋo ʋacaʋa nenjere, ʋanonyunyuta ʋacadzidziswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakarasika pamweyawo vachava nenjere, vanonyunyuta vachadzidziswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanhu vakazungaira vachauya kuzonzwisisa, navanhu vokunyunyuta vachizobvuma kuudzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vanhu vakazungaira vachauya kuzonzwisisa, navanhu vokunyunyuta vachizobvuma kuudzwa.” Viz kapitola |