Isaya 29:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Pazuva iro vanamati vachanzwa shoko rorugwaro, uye meso amapofu achaona ari pakasviba naparima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino nezuʋa iro ʋematsi ʋacanzwa mashoko orugwaro, meso amapofu acaʋona ari pakaȿiɓa napanerima. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino nezuva iro vamatsi vachanzwa mashoko orugwaro, meso amapofu achaona ari pakasviba napanerima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pamusi iwoyo matsi dzichanzwa mazwi omubhuku maziso amapofu ainge ari makati ndindo muzarima achaona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Pamusi iwoyo matsi dzichanzwa mazwi omubhuku maziso amapofu ainge ari makati ndindo muzarima achaona. Viz kapitola |