Online Bible

- Reklamy -

Isaya 29:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Munoshandura mamiriro ezvinhu, sezvinonzi muumbi wehari anonzi ndiye ivhu! Ko, chakaumbwa chingati kuna iye akachiumba, “Iye haana kundiita?” Ko, hari ingati kumuumbi, “Iye haana chaanoziva?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Haiwa, kutadza kwenyu! Ko muʋumbi wehari wakaenzana nevu here, kuti cakaitwa citi pamsoro pomuiti waco: Iye haanakundiita; kana cakaʋumbga citi pamsoro pomuʋumbi waco: Iye haanenjere?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Haiwa, kutadza kwenyu! Ko muumbi wehari akaenzana nevhu here, kuti chakaitwa chiti pamusoro pomuiti wacho, “Iye haana kundiita”; kana chakaumbwa chiti pamusoro pomuumbi wacho, “Iye haana njere?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Munovhiringidza zvinhu zvose. Muumbi ndiye anganzi ndiye mutapo here? Muumbi anganzi ndiye munyakwe here? Kana chinhu chakaitwa choti kuna akachiita, ‘Haaziriye akandigadzira.’ Chinhu chakaumbwa choti, kune akachiumba, ‘Haanzwisisi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Isaya 29:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy