Online Bible

- Reklamy -




Isaya 28:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waanotsanangurira shoko? Kuvana vakarumurwa pamukaka, kuna avo vachangobva pazamu here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndianiko waacadzidzisa ziʋo? Ndianiko waacadzidzisa kunzwisisa shoko? Iʋo ʋakarumurwa pamukaka, ʋakabviswa pazamu here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Ndianiko waachadzidzisa ruzivo? Ndianiko waachadzidzisa kunzwisisa shoko? Ivo vakarumurwa pamukaka, vakabviswa pazamu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Iye achadzidziswa ndiani uye ndiani achatsanangurirwa shoko racho? Ndumurwa here? Kana kuti mwana achangobva achangorumurwa?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Iye achadzidziswa ndiani uye ndiani achatsanangurirwa shoko racho? Ndumurwa here? Kana kuti mwana achangobva achangorumurwa?

Viz kapitola kopírovat




Isaya 28:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy