Isaya 28:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ivavawo vanodzedzereka newaini uye vanozengaira nedoro: Vaprista navaprofita vanodzedzereka nedoro, uye vanonyonganiswa newaini; vanozengaira nedoro, vanodzedzereka pavanoona zviratidzo, vanogumburwa pakutonga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi naiʋo ʋanodzuŋgunyika newaini, ʋanodzedzereka neɀinoɓata; muprista nomuprofita ʋanodzuŋgunyika neɀinoɓata, ʋakamedzwa newaini, ʋanodzedzereka neɀinoɓata; ʋanokaŋganiswa pakuʋona, ʋanogumburwa pakutoŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi naivo vanodzungunyika newaini, vanodzedzereka nezvinobata; mupristi nomuporofita vanodzungunyika nezvinobata, vakamwedzwa newaini, vanodzedzereka nezvinobata; vanokanganiswa pakuona, vanogumburwa pakutonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana ivava vanodzengedza newaini vachidzadzarika nahwo hwahwa vapristi navaporofita vanodzadzarika nahwo hwahwa vapazamiswa misoro newaini vachidzadzarika nahwo hwahwa vava kuvhiringika pane zvavanooneswa, vari kukanganisika pakutonga nyaya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana ivava vanodzengedza newaini vachidzadzarika nahwo hwahwa vapristi navaporofita vanodzadzarika nahwo hwahwa vapazamiswa misoro newaini vachidzadzarika nahwo hwahwa vava kuvhiringika pane zvavanooneswa, vari kukanganisika pakutonga nyaya, Viz kapitola |