Online Bible

- Reklamy -

Isaya 27:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Handina kutsamwa. Dai paingova nerukato neminzwa zvinorwa neni! Ndaienda kundorwa nazvo; ndaizvipisa zvose nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ini handinehasha; ɗai rukato neminzwa ɀairwa neni! Ndaiɀiʋamba, ndaiɀipisa pamŋe cete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ini handina hasha; dai rukato neminzwa zvairwa neni! Ndaizvivamba, ndaizvipisa pamwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Hasha aiwa handichisina. Dai kuri kuti pane minzwa norukato zvandinofanira kuita hondo nazvo, ndaitosimuka ndikarwisana nazvo, ndaizviti unga unga ndizvipise.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Hasha aiwa handichisina. Dai kuri kuti pane minzwa norukato zvandinofanira kuita hondo nazvo, ndaitosimuka ndikarwisana nazvo, ndaizviti unga unga ndizvipise.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 27:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy