Online Bible

- Reklamy -




Isaya 27:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Pazuva iro, Jehovha acharanga nomunondo wake, iwo munondo wake mukuru une simba uye unotyisa, Revhiatani nyoka inokurumidza, Revhiatani nyoka inogonyana; achauraya chikara chomugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Nezuʋa iro Jehova ucaroʋa nomunondo wake mukukutu, mukuru, nounesimba, reviatani, iyo nyoka inokurumidza, nereviatani, nyoka yakagonyana; ucaʋuraya cikara ciri muguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Nezuva iro Jehovha acharova nomunondo wake mukukutu, mukuru, noune simba, reviatani, iyo nyoka inokurumidza, iyo, nyoka yakagonyana; achauraya chikara chiri mugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pazuva iroro Tenzi acharanga zigaranyanya nebakatwa rake rakaoma guru rakasimba, iro zinyoka rokutiza, zigaranyanya, zinyoka rinozvongonyoka, achaurayawo zigaranyanya romugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Pazuva iroro Tenzi acharanga zigaranyanya nebakatwa rake rakaoma guru rakasimba, iro zinyoka rokutiza, zigaranyanya, zinyoka rinozvongonyoka, achaurayawo zigaranyanya romugungwa.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 27:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy