Isaya 24:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Havangazonwi waini vachiimba rwiyo; doro rava kuvava kuvanwi varo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Haʋaŋganwi waini ʋaciimba; ɀinoɓata ɀicaʋaʋa kunaʋanoɀinwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Havanganwi waini vachiimba; zvinobata zvichavava kuna vanozvinwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvokunwa waini vachiimba zvachiti nho-o, hwahwa, kune avo vanohunwa, hwava kuvava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvokunwa waini vachiimba zvachiti nho-o, hwahwa, kune avo vanohunwa, hwava kuvava. Viz kapitola |