Online Bible

- Reklamy -




Isaya 24:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nyika ichaparadzwa zvachose uye ichatorerwa zvayo zvose. Jehovha ataura shoko irori.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nyika icabvisirwa ɀose ɀayo, icaparadzwa cose; nokuti Jehova wakataura shoko iro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nyika ichabvisirwa zvose zvayo, ichaparadzwa chose; nokuti Jehovha akataura shoko iro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Pasi pose pachanyatsoparadzwa zvokunyatsoitwa dongo chairo nokuti Tenzi wazvitaura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Pasi pose pachanyatsoparadzwa zvokunyatsoitwa dongo chairo nokuti Tenzi wazvitaura.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 24:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy