Isaya 24:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Guta rasara rava dongo, masuo aro aputswa-putswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Muguta masara maŋgoʋa ɗoŋgo, suʋo raputswa nokuparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Muguta masara mangova dongo, suo raputswa nokuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Muguta chasara hapasisina, misuo mikuru yabvungunjurwa kusara asakara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Muguta chasara hapasisina, misuo mikuru yabvungunjurwa kusara asakara. Viz kapitola |