Online Bible

- Reklamy -




Isaya 22:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Eramu anotora goba, pamwe chete navatasvi vamabhiza nengoro; Kiri anofudugura nhoo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Erami wakaɓata goɓa, pamŋe cete namapoka aʋanhu naʋataȿi ʋamabiza; Kiri wakafuɗugura nhoʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Erami akabata goba, pamwechete namapoka avanhu navatasvi vamabhiza; Kiri akafudugura nhoo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Eramu ndoyakapakata mukutu iine ngoro dzehondo nevarwi vemabhiza, uye vaKiri voisa nhoo pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Eramu ndoyakapakata mukutu iine ngoro dzehondo nevarwi vemabhiza, uye vaKiri voisa nhoo pachena.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 22:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy