Isaya 22:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Pazuva iro ndichadana muranda wangu, Eriakimi mwanakomana waHirikia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino nezuʋa iro ndicaɗana muranda waŋgu Eriakimi, mŋanakomana waHirkia; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino nezuva iro ndichadana muranda wangu Eriakimi, mwanakomana waHirikia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pazuva iroro ndichadaidza muranda wangu Eriyakimu mwanakomana waHirikiya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pazuva iroro ndichadaidza muranda wangu Eriyakimu mwanakomana waHirikiya Viz kapitola |