Isaya 22:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Achakupomba-pomba sebhora agokukanda munyika yakakura. Ndimo mauchafira, uye ngoro dzako dzine mbiri dzichasara imomo, iwe wokunyadzisa imba yatenzi wako! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀirokwaɀo ucakupomba‐pomba, ndokukukandira sehuruŋguɗo munyika yakapamhamha; ndi’po paucafira, ndi’po pacaʋa neŋgoro dzembiri yako, iwe munyadzi weimba yatenzi wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Zvirokwazvo achakupomba-pomba, ndokukukandira sehurungudo munyika yakapamhamha; ndipo pauchafira, ndipo pachava nengoro dzembiri yako, iwe munyadzi weimba yatenzi wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 agokupotsera sebhora munyika yakapamhama. Ikoko ndokwauchafira, ikoko ndokuchava nengoro dzako dzehondo dzamandiriri, iyewe nyakufumura imba yatenzi wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 agokupotsera sebhora munyika yakapamhama. Ikoko ndokwauchafira, ikoko ndokuchava nengoro dzako dzehondo dzamandiriri, iyewe nyakufumura imba yatenzi wako. Viz kapitola |