Isaya 21:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Tarirai, hoyo murume ari kuuya ari mungoro neboka ramabhiza. Uye anopa mhinduro achiti, ‘Bhabhironi rawa, rawa! Zvifananidzo zvose zvavamwari varo zvaputsirwa pasi!’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ɀino tarirai, kwoʋuya ɓoka raʋanhu, ʋataȿi ʋamabiza ʋakaita ʋaʋiri‐ʋaʋiri. Akapindura, akati: Babironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakaʋezwa yaʋamŋari ʋaʋo yaputsikirwa pasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 zvino tarirai, kwouya boka ravanhu, vatasvi vamabhiza vakaita vaviri-vaviri.” Akapindura, akati, “Bhabhironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakavezwa yavamwari vavo yaputsikirwa pasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino havo vauya vachairi vengoro dzehondo dzamabhiza akabopwa ari maviri maviri! Iye akati, “Yaparara, yaparara Bhabhironi pamwechete nezvifananidzo zvose zvavamwari vayo azvibwadamurira pasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino havo vauya vachairi vengoro dzehondo dzamabhiza akabopwa ari maviri maviri! Iye akati, “Yaparara, yaparara Bhabhironi pamwechete nezvifananidzo zvose zvavamwari vayo azvibwadamurira pasi.” Viz kapitola |