Isaya 2:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Naizvozvo munhu achaderedzwa uye marudzi avanhu achaninipiswa, musavakanganwira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋanhu ʋaɗuku ʋakakotamiswa, naʋakuru ʋakaninipiswa; saka musaʋakaŋganwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa; saka musavakanganwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo munhu anoninipiswa, munhu anodukupiswa. Musavaregerere zvitadzo zvavo! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo munhu anoninipiswa, munhu anodukupiswa. Musavaregerere zvitadzo zvavo! Viz kapitola |